Ekisodho 21:7 BDMCS

7 “Kana munhu akatengesa mwanasikana wake kuti ave murandakadzi, iyeye haafaniri kusunungurwa kuti aende sezvinoita varandarume.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 21

Maonero Ekisodho 21:7 akapoteredza