Ekisodho 22:14 BDMCS

14 “Kana munhu akakwereta chipfuwo kubva kumuvakidzani wake uye icho chikakuvara kana kufa, muridzi wacho asipo, iye anofanira kuripa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 22

Maonero Ekisodho 22:14 akapoteredza