Ekisodho 22:2 BDMCS

2 “Kana mbavha ikabatwa ichipaza uye ikarohwa ikafa, nyakudzivirira haana mhosva yokuteura ropa;

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 22

Maonero Ekisodho 22:2 akapoteredza