Ekisodho 22:5 BDMCS

5 “Kana munhu akafudza zvipfuwo zvake mumunda kana mumunda womuzambiringa uye akarega zvipfuwo zvake zvichidya mumunda womunhu, anofanira kudzorera zvakaisvonaka zvinobva mumunda wake kana mumunda wake womuzambiringa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 22

Maonero Ekisodho 22:5 akapoteredza