Ekisodho 25:31 BDMCS

31 “Uite chigadziko chomwenje chegoridhe rakaisvonaka uye ugoipambadzira pasi payo pamwe chete nerwiriko rwayo; mbiya dzayo, mabukira namaruva acho zvichava chinhu chimwe chete nacho.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 25

Maonero Ekisodho 25:31 akapoteredza