Ekisodho 26:11 BDMCS

11 Ipapo ugoita zvikorekedzo zvendarira makumi mashanu ugozviisa muzvishwe kuti zvibatanidze tende pamwe chete chigova chinhu chimwe chete.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 26

Maonero Ekisodho 26:11 akapoteredza