Ekisodho 29:25 BDMCS

25 Ipapo uzvitore kubva mumaoko avo ugozvipisa paaritari pamwe chete nechipiriso chinopiswa chinonhuwira zvinofadza kuna Jehovha, chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 29

Maonero Ekisodho 29:25 akapoteredza