Ekisodho 29:30 BDMCS

30 Mwanakomana wake achamutevera pauprista uye anouya kuTende Rokusangana kuti azoshumira ari muNzvimbo Tsvene, anofanira kudzipfeka kwamazuva manomwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 29

Maonero Ekisodho 29:30 akapoteredza