Ekisodho 29:33 BDMCS

33 Vanofanira kudya zvipiriso izvi zvavakaitirwa yananiso yokugadzwa kwavo uye nokunatswa kwavo nazvo. Asi hakuna mumwe munhu anofanira kuzvidya nokuti zvitsvene.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 29

Maonero Ekisodho 29:33 akapoteredza