Ekisodho 29:40 BDMCS

40 Negwayana rokutanga ubayire nechegumi cheefaa choupfu hwakatsetseka hwakasanganiswa nechikamu chimwe chete kubva muzvina chehinib chamafuta akabva mumaorivhi akasvinwa, uye chikamu chimwe chete kubva muzvina chehini yewaini chive chipiriso chinonwiwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 29

Maonero Ekisodho 29:40 akapoteredza