17 Uye ndakavimbisa kukubudisai mukutambudzika kwenyu muIjipiti ndikuisei kunyika yavaKenani, navaHiti, vaAmori, vaPerezi, vaHivhi navaJebhusi, nyika inoyerera mukaka nouchi.” ’
Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 3
Maonero Ekisodho 3:17 akapoteredza