Ekisodho 3:2 BDMCS

2 Ikoko, mutumwa waJehovha akazviratidza kwaari mumarimi omoto aiva mugwenzi. Mozisi akaona kuti kunyange zvazvo gwenzi rakanga richipfuta, rakanga risingatsvi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 3

Maonero Ekisodho 3:2 akapoteredza