4 Jehovha akati aona kuti akanga aendako kuti andoona, Mwari akadana kwaari kubva mugwenzi akati, “Mozisi! Mozisi!” Uye Mozisi akati, “Ndiri pano hangu.”
Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 3
Maonero Ekisodho 3:4 akapoteredza