Ekisodho 3:6 BDMCS

6 Ipapo akati, “Ndini Mwari wababa vako, Mwari waAbhurahama, Mwari waIsaka naMwari waJakobho.” Uye Mozisi akafukidza chiso chake, nokuti akanga achitya kutarisa Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 3

Maonero Ekisodho 3:6 akapoteredza