Ekisodho 30:23 BDMCS

23 “Tora zvinonhuwira zvinotevera izvi: mazana mashanu amashekerid emura inoerera, hafu yakadaro (ndiwo mazana maviri namakumi mashanu amashekeri) ezvinonhuwira zvesinamoni, mazana maviri namakumi mashanu enzimbe,

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 30

Maonero Ekisodho 30:23 akapoteredza