Ekisodho 31:15 BDMCS

15 Kwamazuva matanhatu, basa rinofanira kuitwa, asi zuva rechinomwe iSabata rokuzorora, idzvene kuna Jehovha. Ani naani anoita basa ripi zvaro nomusi weSabata anofanira kuurayiwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 31

Maonero Ekisodho 31:15 akapoteredza