5 Aroni akati aona izvi, akavaka aritari pamberi pemhuru iya akazivisa vanhu ati, “Mangwana kuchava nomutambo kuna Jehovha.”
Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 32
Maonero Ekisodho 32:5 akapoteredza