3 Kwirai kunyika inoyerera mukaka nouchi. Asi ini handiendi nemi, nokuti muri vanhu vane mitsipa mikukutu uye ndingazokuparadzai munzira.”
Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 33
Maonero Ekisodho 33:3 akapoteredza