Ekisodho 33:5 BDMCS

5 Nokuti Jehovha akanga ati kuna Mozisi, “Taurira vaIsraeri uti, ‘Muri vanhu vane mitsipa mikukutu. Kana dai ndingaende nemi kunyange kwenguva duku, ndingakuparadzai. Zvino bvisai zvishongo zvenyu uye ini ndichafunga zvokuita nemi.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 33

Maonero Ekisodho 33:5 akapoteredza