25 Mukadzi wose aigona kuruka akaruka namaoko ake uye akauyisa zvaakanga aruka, wuru yebhuruu, pepuru kana tsvuku kana mucheka wakaisvonaka.
Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 35
Maonero Ekisodho 35:25 akapoteredza