2 Ipapo Mozisi akadana Bhezareri naOhoriabhu uye munhu wose wounyanzvi uyo akapiwa kugona naJehovha uye akanga achida hake kuuya kuzoshanda basa.
Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 36
Maonero Ekisodho 36:2 akapoteredza