1 Vakavaka aritari yezvipiriso zvinopiswa yamatanda omuakasia, yakakwirira makubhiti matatua; yakanga yakaenzana mativi ayo mana ina makubhiti mashanub pakureba uye namakubhiti mashanu paupamhi hwayo.
Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 38
Maonero Ekisodho 38:1 akapoteredza