Ekisodho 4:11 BDMCS

11 Jehovha akati kwaari, “Ndianiko akapa munhu muromo? Ndianiko anomuita matsi kana mbeveve? Ndiani anomusvinudza kana kumuita bofu? Handisini here, Jehovha?

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 4

Maonero Ekisodho 4:11 akapoteredza