Ekisodho 4:21 BDMCS

21 Jehovha akati kuna Mozisi, “Paunodzokera kuIjipiti, uone kuti waita zvishamiso zvose pamberi paFaro, ndakupa simba rokuita izvozvo. Asi ndichaomesa mwoyo wake zvokuti haazotenderi vanhu kuenda.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 4

Maonero Ekisodho 4:21 akapoteredza