Ekisodho 4:28 BDMCS

28 Ipapo Mozisi akaudza Aroni zvinhu zvose zvaakanga atumwa naJehovha kuti azozvitaura, uyewo pamusoro pezvishamiso zvose zvaakanga amurayira kuti aite.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 4

Maonero Ekisodho 4:28 akapoteredza