Ekisodho 6:1 BDMCS

1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Zvino uchaona zvandichaita kuna Faro. Nokuda kworuoko rwangu rune simba achavaregera kuti vaende; nokuda kworuoko rwangu rune simba achavadzinga munyika make.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 6

Maonero Ekisodho 6:1 akapoteredza