Ekisodho 7:16 BDMCS

16 Ipapo uti kwaari, ‘Jehovha, Mwari wavaHebheru, andituma kuti ndizoti kwauri: Rega vanhu vangu vaende, kuitira kuti vanondinamata murenje. Asi kusvikira zvino hauna kunditeerera.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 7

Maonero Ekisodho 7:16 akapoteredza