Ekisodho 7:24 BDMCS

24 Uye vaIjipita vose vakachera mujinga maNairi kuti vawane mvura yokunwa, nokuti vakanga vasingagoni kunwa mvura yomurwizi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 7

Maonero Ekisodho 7:24 akapoteredza