Ekisodho 8:3 BDMCS

3 Nairi ruchazara namatatya. Achakwira agopinda mumuzinda wako nomuimba yako yokuvata uye napamubhedha wako, nomudzimba dzamachinda ako uye napavanhu vako uye muzvoto zvako nepokukanyira chingwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 8

Maonero Ekisodho 8:3 akapoteredza