Ekisodho 9:11 BDMCS

11 N'anga hadzina kugona kumira pamberi paMozisi nokuda kwamamota akanga ari pavari uye napavaIjipita vose.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 9

Maonero Ekisodho 9:11 akapoteredza