27 Ipapo Faro akadana Mozisi naAroni uye akati, “Nguva ino ndatadza. Jehovha ndiye akarurama asi ini navanhu vangu hatina kururama.
Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 9
Maonero Ekisodho 9:27 akapoteredza