Esteri 1:16 BDMCS

16 Ipapo Memukani akapindura pamberi pamambo namakurukota akati, “VaHosi Vhashiti vaita zvakaipa, kwete kuna mambo chete asi nokumakurukota ose nokuvanhu vose venyika dzose dzamambo Zekisesi.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 1

Maonero Esteri 1:16 akapoteredza