Esteri 2:13 BDMCS

13 Zvino aya ndiwo aiva maindiro ake kuna mambo: Aipiwa chinhu chipi nechipi chaaida kutora kuti aende nacho kumuzinda wamambo paainge achibva kwaigara vanhukadzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 2

Maonero Esteri 2:13 akapoteredza