Esteri 3:15 BDMCS

15 Vatakuri vamatsamba vakabuda nokukasika sokurayira kwamambo, vakandozivisa chirevo panhare yeShushani. Mambo naHamani vakagara pasi kuti vanwe, asi guta reShushani rakanyonganiswa.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 3

Maonero Esteri 3:15 akapoteredza