Esteri 3:2 BDMCS

2 Vabati vose vomuumambo vaimira pamusuo vakamupfugamira vakapa rukudzo kuna Hamani, nokuti mambo akanga arayira kuti aitirwe izvi. Asi Modhekai akanga asingamupfugamiri kana kumukudza.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 3

Maonero Esteri 3:2 akapoteredza