Esteri 4:14 BDMCS

14 Nokuti kana iwe ukanyarara panguva ino, kusunungurwa nokurwirwa kwavaJudha zvichabva kune imwe nzvimbo, asi iwe nemhuri yababa vako muchaparara. Zvino ndiani angaziva zvakaita kuti uve muimba youmambo nenguva yakaita seino?”

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 4

Maonero Esteri 4:14 akapoteredza