Esteri 4:7 BDMCS

7 Modhekai akamuudza zvose zvakanga zvaitika kwaari, pamwe chete nemari chaiyoiyo yakanga yavimbiswa naHamani kuti achaisa mudura ramambo kuti vaJudha vaparadzwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 4

Maonero Esteri 4:7 akapoteredza