5 Mambo akati, “Hamani ngaauye nokuchimbidza, kuti tiite zvinokumbirwa naEsteri.” Naizvozvo mambo naHamani vakaenda kumabiko akaitwa naEsteri.
Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 5
Maonero Esteri 5:5 akapoteredza