Esteri 5:8 BDMCS

8 Kana ndanzwirwa nyasha namambo uye kana zvichifadza mambo kupedza chichemo changu nokuzadzisa chikumbiro changu, mambo ngaauye mangwana naHamani kumabiko andichavagadzirira. Ipapo ndichapindura mubvunzo wamambo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 5

Maonero Esteri 5:8 akapoteredza