2 Mambo akabvisa mhete yake yechindori, yaakanga atorazve kubva kuna Hamani, ndokuipa Modhekai. Uye Esteri akamugadza kuti ave mutariri weimba yaHamani.
Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 8
Maonero Esteri 8:2 akapoteredza