Ezira 10:1 BDMCS

1 Ezira paakanga achinyengetera nokureurura, nokuchema achizviwisira pasi pamberi peimba yaMwari, ungano huru huru yavarume, vakadzi navana vavaIsraeri yakaungana paari. Naivowo vakachema zvikuru kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 10

Maonero Ezira 10:1 akapoteredza