Ezira 10:8 BDMCS

8 Ani naani aizokundikana kusvika mumazuva matatu aizotorerwa pfuma yake yose, maererano nokurayira kwamachinda navakuru, uye naiyewo aibva adzingwa kubva paungano yavatapwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 10

Maonero Ezira 10:8 akapoteredza