Ezira 2:61 BDMCS

61 Uye kubva pakati pavaprista: zvizvarwa zvaHobhaya, zvaHakozi uye nezvizvarwa zvaBhazirai (murume akanga awana mwanasikana waBhazirai muGireadhi uye akazotumidzwa zita iroro).

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 2

Maonero Ezira 2:61 akapoteredza