Ezira 3:3 BDMCS

3 Vakavakira aritari pahwaro uye vakabayirapo kuna Jehovha zvipiriso zvinopiswa, zvose zvipiriso zvinopiswa zvamangwanani nezvamadekwana, zvisinei kuti vaitya vanhu vakanga vakavapoteredza.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 3

Maonero Ezira 3:3 akapoteredza