Ezira 4:15 BDMCS

15 kuitira kuti kutsvagisiswe mumabhuku enhoroondo avakakutangirai. Mumabhuku aya muchaona kuti guta iri iguta rinomukira, rinotambudza madzimambo namatunhu, inzvimbo inomukira kubva kare. Ndokusaka guta iri rakaparadzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 4

Maonero Ezira 4:15 akapoteredza