Ezira 4:21 BDMCS

21 Zvino rayirai vanhu ava kuti varege basa, kuti guta iri rirege kuvakwa, kusvikira ini ndazorayira kuti zviitwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 4

Maonero Ezira 4:21 akapoteredza