Ezira 5:12 BDMCS

12 Asi nokuda kwokuti madzibaba edu akatsamwisa Mwari wokudenga, akavaisa mumaoko aNebhukadhinezari muKaradhea, mambo weBhabhironi, uyo akaparadza temberi ino akatora vanhu akavaendesa kuBhabhironi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 5

Maonero Ezira 5:12 akapoteredza