Ezira 5:2 BDMCS

2 Ipapo Zerubhabheri mwanakomana waShearitieri naJeshua mwanakomana waJozadhaki, vakasimuka kuti vaite basa rokuvakazve imba yaMwari muJerusarema. Uye vaprofita vaMwari vakanga vanavo, vachivabatsira.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 5

Maonero Ezira 5:2 akapoteredza