Ezira 7:21 BDMCS

21 Zvino ini, Mambo Atazekisesi, ndinorayira vabati vose vehomwe dzemari mhiri kwaYufuratesi kuti mupe nokushingairira zvose zvingakumbirwa naEzira muprista nomudzidzisi woMurayiro waMwari wokudenga,

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 7

Maonero Ezira 7:21 akapoteredza