Ezira 7:26 BDMCS

26 Ani naani asingateereri murayiro waMwari wako uye nomurayiro wamambo, zvirokwazvo anofanira kurangwa norufu, kana kudzingwa, kana kutorerwa pfuma, kana kuiswa mutorongo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 7

Maonero Ezira 7:26 akapoteredza